HARANGA NEMUKARANGA

HARANGA NE MUKARANGA

Pandaiva chanana ndaingohwa vanababa navana sekuru vachitambidza zvikari zvedoro kana mahewu.
Chikari ndicho chaiva chana cheHari. Ndikafunga zvangu kuti dhuu ndobva ndadovona zvangu kuti munhukadzi vakabva vamuona kuti ndiye HARANGA. Shoko iri rinotobva mushoko rinoti iro HARI. Chikari chinova ndicho Hari duku. Kazhinji chinoshandisiwa paNDARI, HUMWE kana BIRA
Hakusi kare kare kwazvaiera kana vanhu vakasabikira doro MUGATE. Romwigwa mu”PFUKO.
Mukore uno unowana vanhu vazhinji vachibikira doro mudhiramu, riya rinogona kuita kana ngura.
Mamwe angova maplastic, ndabva ndatoshaiwa izwi reChikaranga rinotsanangura plastic kana Dhiramu
Saka Chikaranga ichi chinobatwa sei kana tose tangova nezvigubhu, zvisisiri zvingoto. Iro doro racho ringanaka risingamwigwi mumukombe kana muchikari? Ndirikuenderera zvangu mberi panyaya iyi yehari ndichitsanangura kuti Hari ne mbereko zvinoenderana papi.

Ukateerera VaKaranga Vachighwereketa, unobva watohwisisa uye nekudzidza kuti Haranga munhukadzi, Mukaranga munhurume. Mukaranga vanomutizve TSVIMBO. Saka kana vaviri ava vakaroonana, kana kuwanana, vabva kupfimbana, vanobva vatsvaga Mbereko.

Ndipo paya pataiona vaber3ki vedu vachishandisa pfuko kuchera mvura kuTsime, kana kugwizi. Pfuko inoita kuti mvura, mahewu, kana doro zvirambe zvichitonhorera. Hari ndiyo yaibikirwa, nendiro dzakaumbwa muumbirwo wehari.. ndidzo dzaidyirwa idzodzo. Kuchine nzvimbo dzichiri kushandisa zvatareva izvo. Nzvimbo idzi dzinobikira doro rendari, rebira, kana mahewu chaiwo mumaGate. Kungangoita munhu mudunhu anenge asingazivi anotodzidziswa kana kutsiurwa.

Chinondikatyamadza hangu ndechekuti, vanhunhavasisinankana hanya nekutenga maplastic, kana mekudyira hamo. Ininndsksgarankunze kwenyikw kwenguva yakareba yeiuti ndikwanise kuona kuti vanhu vede vava kuresva mukubata Chikaranga. Dzimwe dzenguva twunhu twudikidiki.

2 responses to “HARANGA NEMUKARANGA”

  1. I will be very glad to be part of this great ministry
    Thanks so much
    God Almighty bless you
    Shalom

    Like

Leave a comment